Hakuna Mumwe Mambo

Lyrics

Hakuchina mumwe mambo, anokunda jesu.
Hakuna mumwe mambo, anokunda jesu.
Hakuchina mumwe mambo, anokunda jesu.

Hakuchina mumwe mambo, anokunda jesu.
Hakuchina mumwe mambo, anokunda jesu.
Hakuna mumwe mambo, anokunda jesu.

Ndashaiwa mumwe mambo, anokunda jesu.
Ndashaiwa mumwe mambo, anokunda jesu.
Ndashaiwa mumwe mambo, anokunda jesu.

Munoyera yera yera, Mwari Makanaka.
Munoyera yera yera, Mwari Makanaka.
Munoyera yera yera, Mwari Makanaka.

Munoyera yera yera, Mwari Makanaka.
Munoyera yera yera, Mwari Makanaka.
Munoyera yera yera, Mwari Makanaka.

Munoyera yera yera, Mwari Makanaka.
Munoyera yera yera, Mwari Makanaka.
Munoyera yera yera, Mwari Makanaka.

Ndichamunamata ndichimuda, dzamara ndaenda.

Ndichamunamata Mwari uyu, dzamara ndaenda.
Ndichamunamata ndichimuda, dzamara ndaenda.
Ndichamunamata ndichimuda, dzamara ndaenda.

Munoyera yera yera, Mwari Makanaka.
Munoyera yera yera, Mwari Makanaka.
Munoyera yera yera, Mwari Makanaka.

Munoyera yera yera, Mwari Makanaka.
Munoyera yera yera, Mwari Makanaka.
Munoyera yera yera, Mwari Makanaka.

Ishe Taungana

Lyrics

ISHE taungana
Muno mumba yako,
Uya newe zvatapinda,
Ishe mberi kwako.

Iyo mwoyo yedu
Inokurwarira,
Nayo mweya yedu Ishe
Inokutarira.

Hurukuro dzako
Baba ngatidzinzwe;
Razarurwa dama rako
Newe ngatikunzwe.

Ngautigadzire,
Isu vanhu vako;
Kana tafa, tipinzewo
Kune denga rako

Hareruya
haa hemen,
Hareruya
hemeni,
Hareruya
Hareruya
Hareruya
Hemeni